For the Laughs: Busy na Faffy kuCreche

Ku creche kunoshanda musikana wangu kunekamwana kanonzi Faffy. Ende kari cute futi kari sweet. Nezuro toda kuchaisa ndakakawana kachifirira kupfeka maboots ako. Ndakasvika ndokukabatsira. Veduwe waive mutsutsurutsutsuru kunon’ona garwe netoothpick. …

Advertisements
Read More